1 Pita 4:12-13

1 Pita 4:12-13 KBT

Hama dzinodiwa, musashamisike nomiyedzo inohwadza, irikuuya kwamuri kudzokuedzai, sekunge chinhu chisingazikane chiri kuitika kwamuri. Asi farai kuti muri kutora chikamu chomatambudziko yaKhirisitu, kuitira kuti mudzosokoka kufara kana kubhwinya kwache kuchiratidziwa.

អាន 1 Pita 4