2 Vakorinde 6:14
2 Vakorinde 6:14 SCLB
Musasungwe pajoko navanhu vasingatendi nokuti ururami hunei nouipi? Kana kuti chiedza chine ukama hwei nerima?