1 Vakorinde 6:18
1 Vakorinde 6:18 SCLB
Sianayi noupombwe. Zvimwe zvitadzo zvose zvinoitwa nomunhu zviri kunze komuviri asi munhu anoita zvoupombwe anotadzira muviri wake.