ƲaRoma 11:5-6
ƲaRoma 11:5-6 SUB1949
Ɀino, saiɀoɀo neŋguʋa ino ʋo ʋari’ko ʋakasara, ʋakasanaŋgurwa nenyasha. Ɀino kana kusanaŋgura kuri kwenyasha, hakuzati kuciri kwamaɓasa; kana ɀisakaɗaro, nyasha hadziciri nyasha.