Marko 5:35-36
Marko 5:35-36 SUB1949
Wakati acataura, ʋamŋe ʋeimba yomukuru wesinagoge ʋakaȿika, ʋakati: Mukunda wenyu wafa; mucatambudzireiko Mudzidzisi? Jesu wakati acinzwa shoko rataurwa, akati kumukuru wesinagoge: Usatya, tenda ɓedzi.