Marko 4:26-27
Marko 4:26-27 SUB1949
Ɀino akati: Ʋushe bgaMŋari bgakafanana nomunhu unodɀara mbeu muvu, akaʋata, akamuka, ʋusiku namasikati; mbeu inomera, icikura, iye asiŋgaziʋi kuti ɀinoitika sei