Marko 2:10-11
Marko 2:10-11 SUB1949
Asi kuti muziʋe kuti Mŋanakomana womunhu unesimba panyika rokukaŋganwira ɀiʋi, (akati kumunhu wakaŋga akafa mitezo:) Ndinoti kwauri: Simuka, tora nhoʋo dzako, uende kumba kwako!