Mateo 6:3-4
Mateo 6:3-4 SUB1949
Asi iwe, kana ucipa ɀipo, ruʋoko rwako rworuɓoshwe ŋgarurege kuziʋa cinoitwa norudyi rwako, kuti kupa kwako kuʋe pakaʋanda; ipapo Ƃaɓa ʋako ʋanoʋona pakaʋanda ʋacakupa muɓairo.