Mateo 27:51-52
Mateo 27:51-52 SUB1949
Ipapo tarira, cidzitiro cetembere cakabvaruka napakati, kubva kumsoro kuȿikira pasi; nyika ikaɗeŋgenyeka, mabge akatsemuka; mabgiro akazaruka, nemitumbu mizhinji yaʋatȿene, ʋakaŋga ʋaʋete, yakamutswa