Maɓasa Aʋaapostora 10:34-35
Maɓasa Aʋaapostora 10:34-35 SUB1949
Ipapo Petro akashamisa muromo wake, akati: Ɀirokwaɀo, ndinoʋona kuti Mŋari haazi mutsauri waʋanhu; asi parudzi rupi norupi, munhu, unomutya, aciita ɀakarurama, unogamucirwa naye.