1
Mateo 4:4
KoreKore Bible Translation
KBT
Asi adomupindura achiti, “Kudonyohwa kuti, ‘Munhu anoraramaba nomazingwa chete, asi noshoko rese rinobirika mumuromo maMwari.’”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mateo 4:4
2
Mateo 4:10
Manje Jesu adoti kwaari, “Birikapa Sathani! Ndava kudonyohwa kuti, ‘Uchanamata Ishe Mwari wako basi, iye chete ndiye waunoshumira.’”
រុករក Mateo 4:10
3
Mateo 4:7
Jesu adoti kwaari, “Kudonyohwa pakare kuti, ‘Damba kuedza Ishe Mwari wako.’”
រុករក Mateo 4:7
4
Mateo 4:1-2
Zvino Jesu adotungamihwa noMweya kusango, kuti aedzewe najabhurosi. Adotsanya kwomazuva makumi manai nousiku makumi manai, mumasure mozvakarezvo adonzva nzara.
រុករក Mateo 4:1-2
5
Mateo 4:19-20
Adoti kwavari, “Nditeverei, ndichakuitai varauri vovanhu.” Kabodzi nokabodzi vadosiya mambure yavo vachibva vamutevera.
រុករក Mateo 4:19-20
6
Mateo 4:17
Kubva panguwa yakareyo Jesu adothanga kuparidza achiti, “Pindukai, ndava umambo hwokudenga hwanyedza papfupi.”
រុករក Mateo 4:17
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ