1
Mateo 18:20
KoreKore Bible Translation
KBT
Ndava panoungana vairi kana vatatu muzita rangu, pakarepo ndiripo pakati pavo.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mateo 18:20
2
Mateo 18:19
Pakare ndinoti kwamuri, kana vairi venyu mukabvumirana panyika pamusoro pochinhu chipi zvachene chamunokumbira, muchachiitihwa naBaba vangu vari kudenga.
រុករក Mateo 18:19
3
Mateo 18:2-3
Zvino adodaidza mwana kwaari ndokumuisa pakati pavo, achibva wati, “Chokwadi ndinoti kwamuri kana, musingasanduke muchiita kunge vana, munopindaba muumambo hwokudenga.
រុករក Mateo 18:2-3
4
Mateo 18:4
Wese anozvidikipisa kunge mwana wakareyu, ndiye mukuru maninge muumambo hwokudenga.
រុករក Mateo 18:4
5
Mateo 18:5
“Wese anotambira muzita rangu mwana mudiki adodaro anotambira inini.
រុករក Mateo 18:5
6
Mateo 18:18
Chokwadi ndinoti kwamuri, chese chamunosunga panyika chichasungiwa kudenga, nochamunosugudura panyika chichasuguduhwa kudenga.
រុករក Mateo 18:18
7
Mateo 18:35
Zvakarezvo ndizvo zvichaitiwa naBaba vangu vokudenga kwamuri umwe noumwe, kana musingaregerere hama yenyu zvichibva pamwoyo.”
រុករក Mateo 18:35
8
Mateo 18:6
Uyo wese anokonzera umwe wovadiki vakareva vanotenda kwandiri kuti atadze, hasa kutoti guyo rikuru risungirihwe muhuro mache achudumutsiwe kumagwinakwina kwogungwa.
រុករក Mateo 18:6
9
Mateo 18:12
Munofungei? Kana munhu ano mahwai zana, rimwe rikataika, anosiyaba nai makumi mapfemba nomapfemba mumakomo achienda kotsvaga ribodzi ridotaika?
រុករក Mateo 18:12
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ