1
Mateo 13:23
KoreKore Bible Translation
KBT
Asi mbeu idombwerera paivhu ridonaka nguye anonzva shoko worinzvitsitsa, wobereka zvibereko, zvidopetewa kazana, imwe makumi matanhatu, imwewo makumi matatu.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mateo 13:23
2
Mateo 13:22
Mbeu idombwerera mumwinza nguye anonzva shoko, asi nokuda kwohanya yozvonyika nokufarira upfumi zvinovhunga shoko, rotadza kuva nozvibereko.
រុករក Mateo 13:22
3
Mateo 13:19
Kana munhu akanzva shoko roumambo asi asingarinzvitsitse, adoipa anouya achibvuta chidojariwa mumwoyo mache, yakarei ndiyo mbeu idombwerera munzira.
រុករក Mateo 13:19
4
Mateo 13:20-21
Dzidombwerera pamabhwe nguye anonzva shoko woritambira nokamangu nomufaro. Asi kana asinai midzi maari, anotsungirira kwokanguwa kapfupi. Saka panouya nhamu kana kutambudziwa nokuda kwoshoko, anowa nokamangu.
រុករក Mateo 13:20-21
5
Mateo 13:44
“Umambo hwokudenga hunenge pfuma idosvisviwa mukati momunda, idodzowaniwa nomunhu achibva waifuchira, zvino nomufaro wache adoenda ndokutengesa zvese zvaanga anazvo achitenga munda wakareyo.
រុករក Mateo 13:44
6
Mateo 13:8
Dzimwe mbeu dzidombwerera paivhu ridonaka, ndokubereka zvibereko, zvimwe zvidopetewa kazana, zvimwe zvidopetewa makumi matanhatu, zvimwewo zvidopetewa makumi matatu.
រុករក Mateo 13:8
7
Mateo 13:30
Zvirekei zvikurire pabodzi kusvikira pakukohwa. Panguwa yokukohwa ndichaudza vakohwi kuti vathange kuunganidza sora, vorisunga mumisumbu kuti ripisiwe, vodzounganidza gorosi vachiriisa muchitura changu.’”
រុករក Mateo 13:30
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ