1
Ruka 9:23
KoreKore Bible Translation
KBT
Adobva waudza vese achiti, “Kana munhu achida kuuya mumasure mangu, mbaazvirambe atore muchinjikwa wache mazuva ese anditevere.
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 9:23
2
Ruka 9:24
Nokuti wese anoda kuchidza upenyu hwache achataikihwa nahwo, nowese anotaikihwa noupenyu hwache nokuda kwangu, achahuchidza.
រុករក Ruka 9:24
3
Ruka 9:62
Jesu adoti kwaari, “Hapanai anoti kana waisa janja rache pagejo wodzocheuka anganzi adofanira muumambo hwaMwari.”
រុករក Ruka 9:62
4
Ruka 9:25
Nokuti chii chichabatsira munhu kana akawana nyika yese iye achitaika kana kuzvitaya?
រុករក Ruka 9:25
5
Ruka 9:26
Ndava wese anondinyara inini nomashoko yangu, wakareyo Mwanakomana womunhu achamunyarawo paanouya mukubhwinya kwache nokubhwinya kwaBaba vache nokwongirozi dzitsvene.
រុករក Ruka 9:26
6
Ruka 9:58
Jesu adoti kwaari, “Makava yanomisina, notushiri tuno tushashira, asi Mwanakomana woMunhu haanai pokutsamidza musoro wake.”
រុករក Ruka 9:58
7
Ruka 9:48
adoti kwavari, “Wese anotambira mwana uyu muzita rangu anotambira inini, noanonditambira anotambirawo adondituma, ndava mudiki pakati penyu mese, ndiye mukuru.”
រុករក Ruka 9:48
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ