1
Ruka 24:49
KoreKore Bible Translation
KBT
Onai, ndinotumira chipikihwa chaBaba vangu pamusoro penyu, asi garai muguta kusvikira masimidziwa nosimba rinobva kumusoro.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 24:49
2
Ruka 24:6
Haazi pano, wamuka, yeukai zvaadotaura kwamuri paanga achiri muGaririya
រុករក Ruka 24:6
3
Ruka 24:31-32
Meso yavo yadopengenuka, ndokubva vamuziva, iye adobva wanyangarika. Vadonyairirana vachiti, “Sei mwoyo yedu isinai kutirimuka paanga achinyaira naisisu munzira, panguwa yaanga achitivhurira magwaro?”
រុករក Ruka 24:31-32
4
Ruka 24:46-47
futi adoti kwavari, “Ndizvo zvidonyohwa kuti Khirisitu anofanira kutambudzika nozuva rochitatu womuka kubva kuvadopfa, kuti kupinduka nokuregerehwa kwozvitadzo kuparidziwe muzita rache kumarudzi yese, kuthanga muJerusarema.
រុករក Ruka 24:46-47
5
Ruka 24:2-3
Vadowana dombo rakungurutsiwa kubva paguwa, Vadopinda mukati, ndokusaya mutumbi waIshe Jesu.
រុករក Ruka 24:2-3
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ