1
Johwani 8:12
KoreKore Bible Translation
KBT
Jesu adotaura kwavari pakare achiti, “Ndini chiedza chonyika, uyo anonditevera anofambaba murima, asi achawana chiedza choupenyu.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Johwani 8:12
2
Johwani 8:32
futi muchaziva chokwadi, chokwadi chichakuitai vadosununguka.”
រុករក Johwani 8:32
3
Johwani 8:31
Jesu adodzoti kuvaJudha vadotenda kwaari, “Kana mukaramba muri mudzidziso yangu, muri vadzidzi vangu zvochokwadi
រុករក Johwani 8:31
4
Johwani 8:36
Saka kana Mwanakomana achikusunungurai muchasununguka chaizvo izvo.
រុករក Johwani 8:36
5
Johwani 8:7
Pavadoramba vachimubvunza, adokotamuka ndokuti kwavari, “Wakareyo asinai chitadzo pakati penyu mbaave wokuthanga kumukhuva nodombo.”
រុករក Johwani 8:7
6
Johwani 8:34
Jesu adovapindura achiti, “Chokwadi ndinoti kwamuri, wese anoita chitadzo muranda wochitadzo.
រុករក Johwani 8:34
7
Johwani 8:10-11
Jesu adokotamuka ndokumubvunza achiti, “Nai amai, vari poi? Hapanai wakunenedzerai mhoka chere?” Adopindura achiti, “Hapanai Ishe.” Jesu adobva wati, “Nainini ndinokupaiba mhosva, endai zvenyu, mureke kudzotadza pakare.”
រុករក Johwani 8:10-11
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ