1
Varoma 9:16
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Saizvozvo hazvinei nezvinodiwa nomunhu kana zvinoedzwa kuitwa nomunhu asi chinebasa itsitsi dzaMwari.
ប្រៀបធៀប
រុករក Varoma 9:16
2
Varoma 9:15
nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichaitira tsitsi wandinenge ndada kuitira tsitsi nokunzwira urombo wandinenge ndada kunzwira urombo.”
រុករក Varoma 9:15
3
Varoma 9:20
Asi iwe uri aniwo zvako munhuwo zvako kupindura Mwari. Chiumbwa chingati here kumuumbi wacho: “Wakandiumbirei zvakadai.”
រុករក Varoma 9:20
4
Varoma 9:18
Naizvozvo anoitira tsitsi kune wose waanenge ada achiita kuti waanenge ada zvake amuaomese mwoyo.
រុករក Varoma 9:18
5
Varoma 9:21
Muumbi haana mvumo here yokuita zvaanoda nomunyakwe achiita nechidimbu chawo chimwechetecho mudziyo wokushongedza nawo nomumwe wokushandisawo zvawo.
រុករក Varoma 9:21
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ