1
Varoma 5:8
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Asi Mwari akaratidza kuti anotida nokuti Kristu akatifira tichiri vatadzi.
ប្រៀបធៀប
រុករក Varoma 5:8
2
Varoma 5:5
Chitarisiro hachitinyengedzi nokuti rudo rwaMwari rwakadururwa mumwoyo yedu naMweya Mutsvene watakapiwa.
រុករក Varoma 5:5
3
Varoma 5:3-4
Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira kutirira kunopa munhu chimiro, chimiro chinopa munhu chitarisiro.
រុករក Varoma 5:3-4
4
Varoma 5:1-2
Naizvozvo zvatakaruramiswa nechitendero tine rugare naMwari nokuna Tenzi wedu Jesu Kristu akaita kuti nokwaari tiitirwe nyasha sezvatiri. Tinofara nechitarisiro chembiri yaMwari.
រុករក Varoma 5:1-2
5
Varoma 5:6
Kristu akatifira panguva kwayo tisina simba isu; ipapo tisiri vanamati vaMwari.
រុករក Varoma 5:6
6
Varoma 5:9
Zvino zvatakaruramiswa neropa rake tichanunurwa zvikuru sei kuchirango chaMwari.
រុករក Varoma 5:9
7
Varoma 5:19
nokuti nokusateerera kwomunhu mumwechete, vanhu vazhinji vakava vatadzi, nokudaro nokuteererawo kwomunhu mumwechete vanhu vazhinji vacharuramiswa.
រុករក Varoma 5:19
8
Varoma 5:11
Handizvo chete asi kuti tinotopembera kufara naMwari nokuna Tenzi wedu Jesu Kristu akatiwanisa zvino kuwadzana kwedu.
រុករក Varoma 5:11
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ