1
Mateu 26:41
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mateu 26:41
2
Mateu 26:38
Akazoti kwavari, “Ini ndadumbirwa zvikuru zvokunge ndichafa. Sarai pano murindire pamwechete neni.”
រុករក Mateu 26:38
3
Mateu 26:39
Jesu akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi nouso akanamata achiti, “Baba vangu, kana zvichigoneka, mukombe uyu wamatambudziko ngaundipfuure asi kurege kuva kuda kwangu asi kuda kwenyu.”
រុករក Mateu 26:39
4
Mateu 26:28
“Unwei mose nokuti iri iropa rangu rechitenderano chitsva rinodeurirwa vazhinji kuti varegererwe zvitadzo.
រុករក Mateu 26:28
5
Mateu 26:26
Zvavakanga vari pakudya, Jesu akatora chingwa akatenda ndokuchimedura akachipa kuvadzidzi vake achiti, “Torai mudye, uyu muviri wangu.”
រុករក Mateu 26:26
6
Mateu 26:27
Akatorawo mukombe akatenda ndokuupa kwavari achiti
រុករក Mateu 26:27
7
Mateu 26:40
Akadzokera kuna vadzidzi akavawana vatokotsira. Jesu akati kuna Pita, “Saka matadzaka imi kurindira neni kweawa imwechete?
រុករក Mateu 26:40
8
Mateu 26:29
Ndinokutaurirai kuti handichazonwazve waini yomugirepisi kusvikira pazuva randinozonwa waini itsva nemi muumambo hwaBaba vangu.”
រុករក Mateu 26:29
9
Mateu 26:75
Pita akayeuka zvakanga zvarehwa naJesu zvokuti, “Uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Pita akabuda panze akahwihwidza kuchema zvinosiririsa.
រុករក Mateu 26:75
10
Mateu 26:46
Chisimukai tiende, houno anonditengesa wavakusvika.”
រុករក Mateu 26:46
11
Mateu 26:52
Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa.
រុករក Mateu 26:52
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ