1
Vagaratia 3:13
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Asi Kristu nokuva anenge akarengererwa rushambwa akatinunura kurushambwa rwomutemo nokuti muMagwaro Matsvene makanyorwa kuti: “Akarengererwa anorushambwa munhu wose anoturikwa pamuti.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Vagaratia 3:13
2
Vagaratia 3:28
Hapachisina muJudha kana muGiriki, hapachisina muranda kana musununguki, hapachisina murume kana mukadzi nokuti mose mava chinhu chimwechete muna Kristu Jesu.
រុករក Vagaratia 3:28
3
Vagaratia 3:29
Zvino kana muri vanhu vaKristu mava chizvarwa chaAbhurahamu vagari venhaka maererano nechitsidzo.
រុករក Vagaratia 3:29
4
Vagaratia 3:14
Izvi zvakaitirwa kuti muna Kristu Jesu, chikomborero chaAbhurahamu chiuyewo kune vechirudzi kuti tigamuchire chivimbiso chaMweya nechitendero.
រុករក Vagaratia 3:14
5
Vagaratia 3:11
Zvino zviri pachena kuti hapana munhu anoruramiswa nomutemo pamberi paMwari nokuti munhu anenge akaruramiswa pamusana pechitendero achararama.
រុករក Vagaratia 3:11
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ