1
Vagaratia 1:10
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Asi munofunga kuti iye zvino ndiri kutsvaka kufadza vanhu here kana kuti ndiripo pakufadza Mwari? Kana kuti munoti ndiri kuvavarira kufadza vanhu? Kana ndichiripo kufadza vanhu handifaniri kuva muranda waKristu.
ប្រៀបធៀប
រុករក Vagaratia 1:10
2
Vagaratia 1:8
Kunyange dai tirisu kana mutumwa anobva kudenga achikuparidzai Shoko rinopesana neratakakuparidzai ngaave nerushambwa.
រុករក Vagaratia 1:8
3
Vagaratia 1:3-4
chikomborero chokuitirwa nyasha necherugare ngachigare nemi chichibva kuna Mwari Baba nokuna Tenzi Jesu Kristu. Ndiye akazvipa pamusana pezvitadzo zvedu kuti atinunure kunyika youipi iripo iye zvino maererano nezvaidiwa naMwari naBaba vedu.
រុករក Vagaratia 1:3-4
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ