1
Mabasa 17:27
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
uye kuti vatsvage Mwari nechitarisiro chokuti vangangomutsvanzvadzira vagomuwana asi iye haasiri kure kwomumwe nomumwe wedu.’
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa 17:27
2
Mabasa 17:26
Akaita marudzi ose avanhu kubva kumunhu mumwechete kuti vagare pasi pose. Akatema mwaka nemiganho nenyika dzavanogara
រុករក Mabasa 17:26
3
Mabasa 17:24
‘Mwari iyeyo ndiye akasika nyika nezvose zvirimo. Ndiye Tenzi wedenga napasi. Haagari muTemberi dzakavakwa navanhu.
រុករក Mabasa 17:24
4
Mabasa 17:31
pamusana pokuti akatema zuva raachatonga pasi pose noruenzaniso uye nokumunhu waakasarudza. Izvi zvakasimbisiswa kuna vanhu vose nokumumutswa kwaakaita kuvakafa.”
រុករក Mabasa 17:31
5
Mabasa 17:29
Zvatiri vana vake hatifaniri kufunga kuti Mwari akafanana nendarama kana sirivha kana ibwe zvinongova chifananidzo chakaitwa noumhizha kana zvinongofungwawo navanhu.
រុករក Mabasa 17:29
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ