1
Mabasa 12:5
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Ipapo Pita akachengetedzwa ari mujeri. Asi sangano rakamunamatira zvikuru kuna Mwari.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa 12:5
2
Mabasa 12:7
Hoyo mutumwa waTenzi akaerekana avemo mukapenya chiedza muchitokisi chaakanga ari. Akazunguza Pita pabendekete akamumutsa achiti, “Kurumidza kusimuka.” Ngetani dzaiva mumaoko ake dzakabva dzadonhera pasi.
រុករក Mabasa 12:7
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ