1
2 Vakorinde 7:10
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Kurwadzirwa mwoyo zvaMwari kunoita kuti munhu apinduke zvinosvitsa kuruponeso uye hazvirwadzise mwoyo; asi kurwadzirwa zvenyika kunounza rufu.
ប្រៀបធៀប
រុករក 2 Vakorinde 7:10
2
2 Vakorinde 7:1
Zvatiine zvitsidzo izvi hama dzangu ngatizvichenesei kune zvose zvinon'oresa muviri kana mweya uye hutsvene hwedu huve hwakaruramisisa mukutya Mwari.
រុករក 2 Vakorinde 7:1
3
2 Vakorinde 7:9
Sezvazviri ndinofara, kwete, nokuti makarwadziwa, asi pamusana pokuti makarwadziwa zvakakuitai kuti mupinduke nokuti kurwadziwa kwenyu kwaiva nohumwari makuri zvokuti hapana chatakaita kuti murasikirwe nacho.
រុករក 2 Vakorinde 7:9
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ