1
1 Vakorinde 4:20
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
nokuti umambo hwaMwari hakusi kungotaura chete asi kuti isimba.
ប្រៀបធៀប
រុករក 1 Vakorinde 4:20
2
1 Vakorinde 4:5
Nokudaro regai kupa munhu mhosva nguva isati yasvika, Tenzi vasati vauya. Ndivo vachaburitsa pachena zvinhu zvakavandika murima iye zvino uye vachaburitsa pachena zvinangwa zviri mumwoyo. Ipapo munhu wose achapiwa kurumbidzwa kwake naMwari.
រុករក 1 Vakorinde 4:5
3
1 Vakorinde 4:2
Vataririwo vanotarisirwa kuti vave vanhu vakatendeka.
រុករក 1 Vakorinde 4:2
4
1 Vakorinde 4:1
Saizvozvo munhu ngaatitore savaranda vaKristu, vatariri vezvakavanzika zvaMwari.
រុករក 1 Vakorinde 4:1
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ