1
ƲaRoma 7:25
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, naJesu Kristu, Ishe weɗu. Naiɀoɀo nomuraŋgariro ndinoɓatira Mŋari, asi nenyama murairo weɀiʋi.
ប្រៀបធៀប
រុករក ƲaRoma 7:25
2
ƲaRoma 7:18
Nokuti ndinoziʋa kuti mukati maŋgu, imo munyama yaŋgu, hamugari cinhu cakanaka; nokuti kuɗa kuri’po kwandiri, asi kuita ɀakanaka haku’po.
រុករក ƲaRoma 7:18
3
ƲaRoma 7:19
Nokuti ɀakanaka, ɀandinoɗa, handiɀiiti; asi ɀakaipa, ɀandisiŋgaɗi, ndiɀo ɀandinoita.
រុករក ƲaRoma 7:19
4
ƲaRoma 7:20
Ɀino kana ndiciita ɀandisiŋgaɗi, handicini ndinoɀiita, asi ɀiʋi ɀinogara mandiri.
រុករក ƲaRoma 7:20
5
ƲaRoma 7:21-22
Naiɀoɀo ndinowana murairo uyu kuti kana ndiciɗa kuita ɀakanaka, ɀakaipa ɀiri’po kwandiri. Nokuti ndinofarira murairo waMŋari nomunhu womukati
រុករក ƲaRoma 7:21-22
6
ƲaRoma 7:16
Ɀino kana ndiciita ɀandisiŋgadi, ndinobvumira kuti murairo wakanaka.
រុករក ƲaRoma 7:16
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ