1
Marko 1:35
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Maŋgwanani kucinerima, wakamuka akaɓuɗa, akaenda kunɀimbo murenje, akandonyeŋgetera’po.
ប្រៀបធៀប
រុករក Marko 1:35
2
Marko 1:15
aciti: Ŋguʋa yazad ziswa, ʋushe bgaMŋari bgasweɗera pedyo; tendeʋukai, mutende Evaŋgeri.
រុករក Marko 1:15
3
Marko 1:10-11
Pakarepo aciɓuɗa mumvura, akaʋona ɗeŋga ricizarurwa, noMŋeya uciɓurukira pamsoro pake senjiʋa; inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, ndinokufarira.
រុករក Marko 1:10-11
4
Marko 1:8
Ini ndakakubapatidzai nemvura, asi iye ucakubapatidzai noMŋeya Mutȿene.
រុករក Marko 1:8
5
Marko 1:17-18
Jesu akati kwaʋari: Nditeʋerei, kuti ndikuitei ʋaɓati ʋaʋanhu. Ʋakasiya ʋutaʋa bgaʋo pakarepo, ʋakamuteʋera.
រុករក Marko 1:17-18
6
Marko 1:22
Ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti wakaʋadzidzisa somunhu unesimba, asiŋgaiti saʋanyori.
រុករក Marko 1:22
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ