1
Mateo 11:28
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Ʋuyai kwandiri, imi mose makaneta, makaremerwa, ini ndicakuzorodzai.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mateo 11:28
2
Mateo 11:29
Muise joko raŋgu pamsoro penyu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomŋoyo unoɀininipisa, kuti muwane zororo pamŋeya yenyu.
រុករក Mateo 11:29
3
Mateo 11:30
Nokuti joko raŋgu rakanaka, nomutoro waŋgu unorerukira.
រុករក Mateo 11:30
4
Mateo 11:27
Ɀinhu ɀose ndakaɀipiwa naƂaɓa ʋaŋgu, hakuna‐unoziʋa Mŋanakomana, asi Ƃaɓa; hakuna‐unoziʋa Ƃaɓa, asi Mŋanakomana, naiye Mŋanakomana waaneŋge aciɗa kumuzarurira iye.
រុករក Mateo 11:27
5
Mateo 11:4-5
Jesu akapindura, akati kwaʋari: Endai, mundoʋudza Johane ɀamunonzwa neɀamunoʋona; ɀokuti, mapofu anoȿinudzwa, ʋanokamhina ʋanofamba, ʋanamaperembudzi ʋanonatswa, ʋematsi ʋanonzwa, ʋakafa ʋanomutswa, naʋarombo ʋanoparidzirwa Evaŋgeri.
រុករក Mateo 11:4-5
6
Mateo 11:15
Unenzeʋe dzokunzwa, ŋgaanzwe.
រុករក Mateo 11:15
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ