1
Johane 20:21-22
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Jesu akati ɀe kwaʋari: Rugare kwamuri! Ƃaɓa seɀaʋakandituma, neni ndinokutumai ʋo. Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akafemera kwaʋari, akati kwaʋari: Gamucirai Mŋeya Mutȿene.
ប្រៀបធៀប
រុករក Johane 20:21-22
2
Johane 20:29
Jesu akati kwaari: Watenda, nokuti wandiʋona? Ʋacaropafadzwa ʋanotenda, kunyaŋge ʋasina‐kuʋona.
រុករក Johane 20:29
3
Johane 20:27-28
Ipapo akati kunaTomasi: Ʋuya pano nomunwe wako, uʋone ɀanza ɀaŋgu; ʋuya noruʋoko rwako, uruise murutiʋi rwaŋgu; usaʋa usiŋgatendi, asi unotenda. Tomasi akapindura, akati kwaari: Ishe waŋgu, naMŋari waŋgu!
រុករក Johane 20:27-28
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ