1
Maɓasa Aʋaapostora 4:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Nokuti hakunakuponeswa kunomumŋe; nokuti hakunerimŋe zita pasi peɗeŋga, rakapiwa pakati paʋanhu, ratiŋgasunuŋgurwa naro.
ប្រៀបធៀប
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 4:12
2
Maɓasa Aʋaapostora 4:31
Ɀino ʋakati ʋanyeŋgetera, nɀimbo yaʋakaŋga ʋakaʋuŋgana pairi ikazunuŋguswa; ʋakazadzwa ʋose noMŋeya Mutȿene, ʋakataura shoko raMŋari ʋasiŋgatyi.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 4:31
3
Maɓasa Aʋaapostora 4:29
Ɀino, Ishe, tarirai kunyeʋera kwaʋo, muɓatsire ʋaranda ʋenyu kuti ʋataure shoko renyu ʋasiŋgatoŋgotyi
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 4:29
4
Maɓasa Aʋaapostora 4:11
Ndiye ibge rakaɀidzwa nemi ʋaʋaki, rikaitwa musoro wekona.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 4:11
5
Maɓasa Aʋaapostora 4:13
Ɀino ʋakati ʋaciʋona kusatya kwaPetro naJohane, ʋacinzwisisa kuti ʋaiʋa ʋanhu ʋasina‐kudzidza, ʋasiŋgaziʋi cinhu, ʋakashamiswa; ʋakaʋaziʋa kuti ʋaiʋa naJesu.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 4:13
6
Maɓasa Aʋaapostora 4:32
Ɀino ʋazhinji ʋose ʋaʋaitenda ʋaiʋa nomŋoyo mumŋe nomŋeya mumŋe; kwakaŋga kusinomumŋe waiti cimŋe caaiʋa naco ndecake, asi ɀinhu ɀose ʋakati ndeɀaʋose.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 4:32
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ