1
Maɓasa Aʋaapostora 27:25
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Naiɀoɀo, ʋarume, tsuŋgai mŋoyo, nokuti ndinotenda Mŋari, kuti ɀicaitika seɀandakaʋudzwa.
ប្រៀបធៀប
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 27:25
2
Maɓasa Aʋaapostora 27:23-24
Nokuti ʋusiku bguno mutumŋa waMŋari, wandiri wake, nowandinoshumira ʋo, wakamira neni, akati: Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mŋari wakakupa ʋose ʋanofamba newe mucikepe.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 27:23-24
3
Maɓasa Aʋaapostora 27:22
Asi ɀino ndinokurairai kuti mutsuŋge mŋoyo; nokuti hakunauŋgarashikirwa noʋupenyu bgake pakati penyu, asi cikepe ɓedzi.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 27:22
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ