1
Maɓasa Aʋaapostora 24:16
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Pacinhu ici ndinoidza ɀikuru kuti misi yose ndiʋe nehana isinemhoȿa kunaMŋari nokuʋanhu.
ប្រៀបធៀប
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 24:16
2
Maɓasa Aʋaapostora 24:25
Ɀino wakati acitaura ɀokururama, nokuɀidzora, nokutoŋga kunoʋuya, Feriksi akatya ɀikuru, akapindura, akati: Enda hako ɀino; kana ndikazoʋa neŋguʋa yakanaka, ndicakuɗana.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 24:25
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ