1
Maɓasa Aʋaapostora 19:6
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Ɀino Pauro wakati aisa maʋoko ake pamsoro paʋo, Mŋeya Mutȿene akaʋuya pamsoro paʋo, ʋakataura nendimi, ʋakaprofita.
ប្រៀបធៀប
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 19:6
2
Maɓasa Aʋaapostora 19:11-12
NaMŋari wakaita masimba anoshamisa namaʋoko aPauro, nokuɗaro miceka neŋguʋo, ɀaibva pamuʋiri wake, ɀaiiswa kuʋarwere, hosha dzikabva kwaʋari, nemŋeya yakaipa ikaɓuɗa.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 19:11-12
3
Maɓasa Aʋaapostora 19:15
Mŋeya wakaipa ukapindura, ukati kwaʋari: Jesu ndinomuziʋa, naPauro ndinomuziʋa, asi imi ndimi ʋananiko?
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 19:15
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ