1
Maɓasa Aʋaapostora 16:31
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Ʋakati: Tenda kunaShe Jesu, ugoponeswa, iwe nemhuri yako.
ប្រៀបធៀប
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 16:31
2
Maɓasa Aʋaapostora 16:25-26
Ɀino paneŋge pakati poʋusiku, Pauro naSirasi ʋakaŋga ʋacinyeŋgetera nokuimbira Mŋari nziyo; ʋakaŋga ʋakasuŋgwa ʋakaʋaterera. Pakarepo kuɗeŋgenyeka kwenyika kukuru kukaʋa’po, naiɀoɀo nheyo dzeimba dzikazunuŋguswa; pakarepo mikoʋa yose yeimba ikazarurwa, nemisuŋgo yaʋose ikasunuŋguka.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 16:25-26
3
Maɓasa Aʋaapostora 16:30
akaʋaɓuɗisira kunze, akati: Ʋatenzi, ndinofanira kuitei kuti ndiponeswe?
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 16:30
4
Maɓasa Aʋaapostora 16:27-28
Ipapo murindi wetoroŋgo akapepuka, ndokuʋona mikoʋa yetoroŋgo yakazaruka, akavomora munondo wake, akaɗa kuɀiʋuraya, aciti ʋasuŋgwa ʋatiza. Ipapo Pauro akaɗanidzira nenzwi guru, akati: Usaɀikuʋadza, nokuti tiri muno tose.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 16:27-28
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ