1
Maɓasa Aʋaapostora 12:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Naiɀoɀo Petro akaceŋgetwa mutoroŋgo; asi wakaŋga acinyeŋgetererwa ɀikuru nekereke kunaMŋari.
ប្រៀបធៀប
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 12:5
2
Maɓasa Aʋaapostora 12:7
Ipapo, tarira, mutumŋa waShe akamira’po, ciedza cikapenya mumba; akaroʋa Petro parutiʋi, ndokumumutsa, aciti: Muka, ukurumidze. Ipapo maketani akawa pamaʋoko ake.
រុករក Maɓasa Aʋaapostora 12:7
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ