1
I ƲaKorinte 5:11
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Asi ɀino ndinokunyorerai, kuti murege kufambidzana nomunhu unoidzwa hama, kana ari mhombge, kana unoruciʋa, kana unonamata ɀifananidzo, kana mutuki, kana unosinwa ɗoro, kana gororo; musadya nowakaɗai.
ប្រៀបធៀប
រុករក I ƲaKorinte 5:11
2
I ƲaKorinte 5:7
Bvisai mbiriso yekare, kuti muʋe ɓundu idɀa, seɀamusina‐kuʋiriswa. Nokuti paseka yeɗu, yakatiɓayirwa, ndiKristu
រុករក I ƲaKorinte 5:7
3
I ƲaKorinte 5:12-13
Nokuti ini ndicatoŋgereiko ʋari kunze? Ko imi hamutoŋgi ʋari pakati penyu here? Asi aʋo ʋari kunze. Mŋari unoʋatoŋga. Bvisai pakati penyu munhu uyo wakaipa.
រុករក I ƲaKorinte 5:12-13
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ