1
I ƲaKorinte 15:58
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Saka, hama dzaŋgu dzinoɗikanwa, mirai makasimba, murege kuzunuŋguswa, muɓatire Ishe ɀikuru ŋguʋa dzose, muciziʋa kuti kuɓata kwenyu hakuŋgaʋi pasina munaShe.
ប្រៀបធៀប
រុករក I ƲaKorinte 15:58
2
I ƲaKorinte 15:57
Ɀino Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, uyo unotipa kukunda naShe weɗu, Jesu Kristu.
រុករក I ƲaKorinte 15:57
3
I ƲaKorinte 15:33
Musanyeŋgerwa; ʋushamŋari bgakaipa bgunoʋodza tsika dzakanaka.
រុករក I ƲaKorinte 15:33
4
I ƲaKorinte 15:10
Asi nenyasha dzaMŋari ndiri munhu wakaɗai ɀino; nenyasha dzake kwandiri hadzina‐kuʋa pasina; asi ndakaɓata ɀikuru kupfuʋura ʋose; handizini, asi inyasha dzaMŋari dzaiʋa neni.
រុករក I ƲaKorinte 15:10
5
I ƲaKorinte 15:55-56
Iwe rufu, kukunda kwako kuripiko? Iwe rufu, rumborera rwako ruripiko? Rumborera rworufu ndiɀo ɀiʋi; nesimba reɀiʋi ndiwo murairo.
រុករក I ƲaKorinte 15:55-56
6
I ƲaKorinte 15:51-52
Tarirai, ndinokuʋudzai cakaʋanzika: Hatiŋgaʋati tose, asi ticashandurwa tose; pakarepo, nokubgairo kweziso, nehwamanda yokupedzisira; nokuti hwamanda icarira, ipapo ʋakafa ʋacamutswa nokusaʋora; nesu ticashandurwa
រុករក I ƲaKorinte 15:51-52
7
I ƲaKorinte 15:21-22
Nokuti rufu ɀarwakaʋuya nomunhu, kumuka kwaʋakafa kwakaʋuya nomunhu ʋo. Nokuti ʋose seɀaʋanofa munaAdama, saiɀoɀo ʋo ʋose ʋacararamiswa munaKristu.
រុករក I ƲaKorinte 15:21-22
8
I ƲaKorinte 15:53
nokuti ici cinoʋora cinofanira kufuka kusaʋora; necici cinofa cinofanira kufuka kusafa.
រុករក I ƲaKorinte 15:53
9
I ƲaKorinte 15:25-26
Nokuti unofanira kuɓata ʋushe, kuȿikira aisa ʋaʋeŋgi ʋake ʋose pasi petsoka dzake. Muʋeŋgi wokupedzisira, ucaparadzwa, ndirworufu.
រុករក I ƲaKorinte 15:25-26
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ