1
Varoma 3:23-24
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
nokuti vose vakatadza, vakasasvika pakubwinya kwaMwari. Vanongoruramiswa nenyasha dzake nokudzikinura kuri muna Kristu Jesu
مقایسه
Varoma 3:23-24 را جستجو کنید
2
Varoma 3:22
ndiko kururama kwaMwari kunouya nokutenda kuna Jesu Kristu kuna vose vanotenda; nokuti havasiyani
Varoma 3:22 را جستجو کنید
3
Varoma 3:25-26
iye akagadzwa naMwari, kuti ave muyananiso nokutenda muropa rake, kuti kururama kwake kuratidzwe, nokuti zvivi zvakaitwa kare zvakaregerwa, Mwari achivaitira mwoyo murefu; kuti kururama kwake kuratidzwe nenguva ino, kuti arurama iye amene, uye aruramise uyo unotenda kuna Jesu.
Varoma 3:25-26 را جستجو کنید
4
Varoma 3:20
Nokuti hakuna nyama ingaruramiswa pamberi pake namabasa omurayiro; nokuti zvivi zvinoziviswa nomurayiro.
Varoma 3:20 را جستجو کنید
5
Varoma 3:10-12
sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Hakuna akarurama, kunyange nomumwe; Hakuna anonzwisisa, Hakuna anotsvaka Mwari; Vakatsauka vose, vakava vanhu vasina maturo, Hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwechete
Varoma 3:10-12 را جستجو کنید
6
Varoma 3:28
Naizvozvo tinoti, munhu anoruramiswa nokutenda kunze kwamabasa omurayiro.
Varoma 3:28 را جستجو کنید
7
Varoma 3:4
Haisva! Mwari ngaave wachokwadi, asi vanhu vose vave venhema; sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Kuti mururamiswe pamashoko enyu, Mukunde pakutonga kwenyu.”
Varoma 3:4 را جستجو کنید