Bible App logo
Search Icon

Jakobho 1:13-14

Jakobho 1:13-14 SUB

Kana munhu achiedzwa, ngaarege kuti ndinoedzwa naMwari; nokuti Mwari haangaedzwi nezvakaipa, naiye amene haangaedzi munhu. Asi munhu mumwe nomumwe anoedzwa kana achikwewa nokuchiva kwake achinyengerwa.

Free Reading Plans and Devotionals related to Jakobho 1:13-14