1
Ezekieri 15:8
Shona BIBLE
SUB
“Ndichaparadza nyika, nokuti vakandidarikira,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Compare
Explore Ezekieri 15:8
2
Ezekieri 15:7
Ndichavaratidza chiso changu ndivaitire zvakaipa; vakabuda pamoto, asi moto uchavapedza; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichivaratidza chiso changu ndivaitire zvakaipa.
Explore Ezekieri 15:7