1
Ezekieri 16:49
Shona BIBLE
SUB
Tarira, zvakaipa zvomunun'una wako Sodhomu hezvi: Kuzvikudza, zvokudya zvakawandisa, nokuzorora kusina hanya nechinhu, ndizvo zvaakanga anazvo navanasikana vake; haana kusimbisa ruoko rwavarombo navanoshayiwa.
Compare
Explore Ezekieri 16:49
2
Ezekieri 16:60
Kunyangwe zvakadaro ndicharangarira sungano yangu yandakaita newe pamazuva ohuduku hwako, ndisimbise sungano isingaperi newe.
Explore Ezekieri 16:60