1
1 Vatesaronika 3:12
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Dai Tenzi vangoita kuti kudana kwenyu kuwande kufashukire uye kusvike kuna vanhu vose sokukudai kwatinoita
Compare
Explore 1 Vatesaronika 3:12
2
1 Vatesaronika 3:13
kuti asimbaradze mwoyo yenyu ive isina chinoshoreka pautsvene uye iri mitsvene pamberi paMwari wedu naBaba vedu pakuuya kwaTenzi wedu Jesu navatsvene vake vose.
Explore 1 Vatesaronika 3:13
3
1 Vatesaronika 3:7
Nechikonzero ichochi, hama dzangu, munhamo namatambudziko edu, takanyaradzwa nechitendero chenyu.
Explore 1 Vatesaronika 3:7
Home
Bible
Plans
Videos