1
Nziyo 66:18
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Dai kuri kuti ndakafarira uipi mumwoyo mangu, TENZI vangadai vasina kuteerera.
Compare
Explore Nziyo 66:18
2
Nziyo 66:20
Mwari ngaarumbidzwe nokuti haana kuramba munamato wangu kana kurega mwoyochena wake kwandiri.
Explore Nziyo 66:20
3
Nziyo 66:3
Itii kuna Mwari, “Hakusi kutyisa ikoko kunoita mabasa enyu; mabasa enyu makuru zvokuti vavengi venyu vanotokotama kwamuri.
Explore Nziyo 66:3
4
Nziyo 66:1-2
Pururudzirai Mwari imi nyika yose. Imbirai mbiri yezita rake, murumbidzei zvikuru kwazvo.
Explore Nziyo 66:1-2
5
Nziyo 66:10
Nokuti imi, Mwari, makatiedza; makatiedza sokuedzwa kunoitwa sirivha.
Explore Nziyo 66:10
6
Nziyo 66:16
Uyai munzwe imi munotya Mwari ndikutaurirei zvaakandiitira.
Explore Nziyo 66:16