1
Nziyo 67:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Mwari ngaatinzwire nyasha atikomborere apenyese uso hwake patiri. Dzepfunde
Compare
Explore Nziyo 67:1
2
Nziyo 67:7
Mwari atikomborera; ngaatyiwe kusvikira kose kwakagumira nyika.
Explore Nziyo 67:7
3
Nziyo 67:4
Marudzi ose ngaafare aimbe norufaro; nokuti munotonga vanhu noruenzaniso muchitungamirira marudzi avanhu panyika. Dzepfunde.
Explore Nziyo 67:4