1
Nziyo 65:4
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Akakomborerwa zvake munhu wamunosarudza muchimuunza padyo kuti agare munhandare menyu. Munotigutsa nezvakanaka zvemba yenyu, Temberi yenyu inoera.
Compare
Explore Nziyo 65:4
2
Nziyo 65:11
Munopedzisa gore nomukoho wakawanda. Panofamba ngoro dzenyu pachidonha mafuta.
Explore Nziyo 65:11
3
Nziyo 65:5
Munopindura muchitinunura nezviito zvenyu zvinotyisa, imi, Mwari mununuri wedu, imi chitarisiro chavanhu vose kusvikira kose kwakaperera nyika, kusvikira kumakungwa ari kwokupedzisira chaiko.
Explore Nziyo 65:5
4
Nziyo 65:3
nemhaka yezvitadzo. Kana zvikanganiso zvedu zvatikurira munozviregerera.
Explore Nziyo 65:3