1
Muparidzi 6:9
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Chinhu chauri kuona neziso chiri nani pane chauri kusuwira izvozviwo hazvinzwisisiki. Kunongova kudzingirira mhepo.
Compare
Explore Muparidzi 6:9
2
Muparidzi 6:10
Chinhu chipi nechipi chakambovapo chikatotumidzwa zita munhu anozivikanwa kuti chii uye haakwanisi kukwidzana dare neane simba kupinda iye.
Explore Muparidzi 6:10
3
Muparidzi 6:2
Munhu anopiwa naMwari upfumi nepfuma noukuru zvokuti haana chaanenge achida chaanoshaya asi Mwari orega kumupa simba rokuti afadzwe nazvo asi mutorwa ndiye wofadzwa zvake nazvo. Izvi hazvinzwisisiki uye chinhu chinorwadza.
Explore Muparidzi 6:2
4
Muparidzi 6:7
Kushingaira nebasa kunoita munhu, anenge achishandira muromo asi havi yokuda kudya haiperi.
Explore Muparidzi 6:7