Muparidzi 6:9
Muparidzi 6:9 SCLBC
Chinhu chauri kuona neziso chiri nani pane chauri kusuwira izvozviwo hazvinzwisisiki. Kunongova kudzingirira mhepo.