1
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:1
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Usiku, ndiri panhoo dzangu, Ndakamutsvaka anodikanwa nomweya wangu; Ndakamutsvaka, asi handina kumuwana.
Compare
Explore Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:1
2
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:2
Ndikati, ndichasimuka zvino, ndifambe-fambe neguta; Panzira dzomumusha, napamatare Ndipo pandichatsvaka anodikanwa nomweya wangu; Ndikamutsvaka, asi handina kumuwana.
Explore Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:2