Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:2
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:2 SNA2002
Ndikati, ndichasimuka zvino, ndifambe-fambe neguta; Panzira dzomumusha, napamatare Ndipo pandichatsvaka anodikanwa nomweya wangu; Ndikamutsvaka, asi handina kumuwana.