1
Genesi 46:3
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Akati, “Ndini Mwari, iye Mwari wababa vako; usatya hako kuburukira Ijipiti; nokuti ndichakuita rudzi rukuru ikoko
Compare
Explore Genesi 46:3
2
Genesi 46:4
ndichaburukira Ijipiti newe, ndigokudzosazve zvirokwazvo; Josefa ndiye achatsika meso ako.”
Explore Genesi 46:4
3
Genesi 46:29
Ipapo Josefa akagadzira ngoro yake, akakwira Gosheni, kundosangana naIsiraeri, baba vake; akazvizivisa kwavari, akawira pamutsipa wavo, akachema pamutsipa wavo nguva huru.
Explore Genesi 46:29
4
Genesi 46:30
Isiraeri akati kuna Josefa, “Zvino ngandichifa hangu, nokuti ndaona chiso chako, kuti uchiri mupenyu.”
Explore Genesi 46:30